Duramazwi · zita
sitichi
stitch
Duramazwi · zita
stitch
Sitichi inhanho imwe chete inofambiwa netsono ka- na uchisona, kana neniti kana uchi- ruka.
Sitichi inhanho imwe chete inofambiwa netsono ka- na uchisona, kana neniti kana uchi- ruka.
Sitichi inhanho imwe chete inofambiwa netsono ka- na uchisona, kana neniti kana uchi- ruka.
Kana uchiuuraya chirukwa onenge wava kuchirunda, uchipedzisa kuruka, zviya zvekubva watosara usisina kana sitichi muchipokisi.
Munyaya dzekuruka kuvamba kutanga kuisa masitichi paniti kuti ichigotangisa kuruka.
Sitichi rundaza rumwe rwe- shinda inenge yakasona pakache- kwa kana pakakuvara munhu.
Duramazwi
01 / 03sitima
Kusitima kubika chika- fu chakavharwa nechiutsi chemvura iri kuvira.
VerengaSwipe for the next word