Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kusitirecha kugadzira vhudzi nokurikama nekamu yasimbi inopisa kuti ritwasanuke.
Sitirecha kamu- bhedha kanogadzirwa netende ka- zhinji, kanopeteka, kachishandiswa kutakurira murwere kana munhu a- kuvara.

Zvakafanana
sitirechabhedhi
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sitirena
Sitirena kamu- dziyo kane maburi madiki akawa- nda, kanoshandiswa kubvisa masa- mba mutii.
VerengaSwipe for the next word