Duramazwi
Zvinoreva
mbisa riri parutivi pako, uchiita rokusunda.
Kusesekedza kufambisa chinhu zvishoma, uchiita zvokuchisunda kubva pachiri kuenda pamwewo.

Tadiwa naBaTakue vakambo sesekedza vachidya havo apo vainge vasati vambodya zvinoenda kure.

Kusesedza kubatsira munhu asingagoni kunyatsofamba, kuti afambe achiita zvishoma zvishoma.
Ndakasesedza mwana airwara.
Kusesedza mudiwa wako kufamba naye zvishoma nezvishoma, muchikurukura.
Kusesekedza kufambisa chinhu zvishoma, uchiita zvokuchisunda kubva pachiri kuenda pamwewo.
Tadiwa naBaTakue vakambo sesekedza vachidya havo apo vainge vasati vambodya zvinoenda kure.
Kusesekedza kufambisa chinhu zvishoma, uchiita zvokuchisunda kubva pachiri kuenda pamwewo.
Zvakafanana
-senenedza
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sesemu
Kana chinhu chati sesemu, unenge wachisimudza zviri nyore chisina kutsemuka.
VerengaSwipe for the next word