KwaunobvaDuramazwiSsesa

Duramazwi

sesa

-seura

Zvinoreva

Kusesa kusakura pamusoro, zvinoita munhu kana achisakura pachivanze.

1

Kusesa kufenura makanda enhanga renhopi kuti rizokwanisika kubikika.

2

Zvakafanana

-seura

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sese

Kana munhu aine sese rakanaka kuna vamwe anenge achiwirirana nemunhu wose.

Verenga

Swipe for the next word