Duramazwi
Zvinoreva
Kuti sesepu kupfava kwezvinhu zvinenge zvichitswiwa kana zvichikuyiwa.
1

Ndatswa nzungu muduri kusvika dzati sesepu.
Kuti sesepu kupfava kwezvinhu zvinenge zvichitswiwa kana zvichikuyiwa.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sesepuka
Kusesepuka kupfava nokunyatsobatana kwezvinhu zvinenge zvichikuyiwa, kana kuti zvinenge zvichitswiwa.
VerengaSwipe for the next word