KwaunobvaDuramazwiSsesepuka

Duramazwi

sesepuka

Zvinoreva

Kusesepuka kupfava nokunyatsobatana kwezvinhu zvinenge zvichikuyiwa, kana kuti zvinenge zvichitswiwa.

1

Mai vakakuya nzungu kusvika dzasesepuka.

Kusesepuka kupfava nokunyatsobatana kwezvinhu zvinenge zvichikuyiwa, kana kuti zvinenge zvichitswiwa.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sesera

Kusesera kubvisa tsvina inosarira mushure mokunge wadhota.

Verenga

Swipe for the next word