KwaunobvaDuramazwiSshezhu

Duramazwi · zita

shezhu

Zvinoreva

Shezhu ishiri inogona kurira ichitamba-tamba zvokukukwezva kuti uitevere ichida kukuonesa zvainenge yaona.

1

Ukatevera shezhu unogona kuona nyuchi dziri munhango asi chenjere inogona kukuonesa nyoka kana mbada.

Shezhu ishiri inogona kurira ichitamba-tamba zvokukukwezva kuti uitevere ichida kukuonesa zvainenge yaona.

Zvakafanana

tsoro

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shi

Kuti shi karuzha kanoitwa nenyoka huru, ichifamba kana kuti yashatirwa.

Verenga

Swipe for the next word