KwaunobvaDuramazwiSshi

Duramazwi

shi

Zvinoreva

Kuti shi karuzha kanoitwa nenyoka huru, ichifamba kana kuti yashatirwa.

Kuti shi kusunga chinhu zvakasimba.

1

Mukadzi akasunga chimwanda cheuswa kuti shi.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shibura

Kana uchishibura unenge uchirova zvine simba uchishandisa zijamhu.

Verenga

Swipe for the next word