Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achishangazhika anenge achiita basa rakawanda, akafara.
1
Kana munhu achishangazhika anenge achiita basa rakawanda, akafara.
Zimbabwe haichada vanhu vanogarira maoko, tinofanira kushangazhika tichishandisa njere nesimba redu zvatakapiwa naZame.
Chikapa kushangazhika kunoita mukadzi kuti anakidze murume kana vari pabonde.
Kana munhu achishangazhika anenge achiita basa rakawanda, akafara.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shangazhingi
Shangazhingi munhu anoita mabasa akawanda achiedza tunhu twakawanda-wanda, senzira yekuzviraramisa nayo.
VerengaSwipe for the next word