Duramazwi
Zvinoreva
Kudanwa kana kudanirwa chimwe chinhu.
1
Kudanwa kana kudanirwa chimwe chinhu.
Ndakazviignowa hangu ndokuzonzwa ndakusheedzwa naTheresa.
2
kuti mweya wake wanzi uchikwira kudenga nomusiki.
3
Kana munhu achisheedzwa anenge achitaurirwa nezwi rakakwirira kuti auye kune anenge achitaura.
4
Kana munhu akasheedzwa anenge atumirwa shoko rokuti auye kune anenge achiritumira.
Vatete vakasheedzwa nefoni, sekuru vakasheedzwa netsamba kuti vazoona murwere kuHarare.
5
Kana munhu achinzi asheedzwa anenge afa zvichibvumirwa
6
Pane zvechitendero, kana munhu akanzi asheedzwa anenge anzwa kuparidzwa kweshoko ndokutendeuka.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shefu
boss
VerengaSwipe for the next word