Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati zvanzi chakati, anenge achitsanangura kana kupa mashoko ataurwa nemumwe munhu.
Kana munhu achinzi nhingi, ndiro rinenge riri zita rake.

Zvanzi namai chimbouyai kumba mudye.
Kuti nzi-i ruzha runoitwa nezvipembenene zvakaita senyuchi, kana zvichibhururuka.
Kana chinhu chichi-nzi chasukudza chinenge chararama kana kushandiswa kwenguva refu.
Kana munhu achinzi nhingi, ndiro rinenge riri zita rake.
Ini ndinonzi Tavengerwei. Ko iwe u-nonzi ani?
Kuti nzi-i ruzha runoitwa nezvipembenene zvakaita senyuchi, kana zvichibhururuka.
Mutsotsoti muti unowanzomerapachuru sechikwe- nzi, unoita mashizha akaurungana nevana vanoibva muzhizha vakaita vachena vari vadiki.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nzi-i
Kuti nzi-i ruzha runoitwa nezvipembenene zvakaita senyuchi, kana zvichibhururuka.
VerengaSwipe for the next word