KwaunobvaDuramazwiNnzii

Duramazwi

nzii

Zvinoreva

Kana munhu achinzi anzii kunenge kuri kubvunza kuti aitwa sei.

1

Kana munhu achinzi anzii kunenge kuri kubvunza kuti aitwa sei.

Ko mwana zvaari kuchema anzii?

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzika

Mashoko ekutsanangura nhoroondo.

Verenga

Swipe for the next word