KwaunobvaDuramazwiNnzeve

Duramazwi · zita

nzeve

attention · deafening · ear

Zvinoreva

Nzeve inhengo dzomuviri dzinowanikwa kumativi emusoro dzinoita kuti munhu anzwe.

1

Nzeve inhengo dzomuviri dzinowanikwa kumativi emusoro dzinoita kuti munhu anzwe.

Ane nzeve hombe dzakaramwa musoro.

Vainotanga varumawo vatete nzeve kana mbuya vacho vomusikana kuitira kuti vasazorohwa nehana.

Chindipa dzako nzeve zvishoma, Ndikupe mupakwa werwendo!

2

Nzeve rudzi rwehowa hunodyiwa, hwakatsvukuruka pamusoro asi hune danda jena.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzi

Kana munhu akati zvanzi chakati, anenge achitsanangura kana kupa mashoko ataurwa nemumwe munhu.

Verenga

Swipe for the next word