KwaunobvaDuramazwiSshesha

Duramazwi

shesha

Zvinoreva

Kana munhu achishesha, anenge achisvika nenguva chaiyo inoitwa chinhu chaanotarisira.

1

Vanhu vanokwata vanoshesha nguva dzesadza.

Kana munhu achishesha, anenge achisvika nenguva chaiyo inoitwa chinhu chaanotarisira.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sheshe

Ibhiza rechikadzi kana imwe mhuka ichiri duku yechikadzi.

Verenga

Swipe for the next word