KwaunobvaDuramazwiSsherufu

Duramazwi · zita

sherufu

shelf

Zvinoreva

Sherufu ndepakavakirirwa kana kuvezwa pane matanda anochinjika panova panoiswa midzyo yakasiyana-siyana.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sherukuru

Sherukuru mwanasikana washe anogarwa nemudzimu unenge uchida kuudza ishe zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word