Duramazwi
Zvinoreva
Kushewezheka kushanda nemwoyo unoda uye uchiratidza rufaro.
1
Kushewezheka kushanda nemwoyo unoda uye uchiratidza rufaro.
Mukadzi asinganyimi anoshewezheka pane vaenzi.
Kushewezheka kushanda nemwoyo unoda uye uchiratidza rufaro.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sheya
Sheya imari yaunoisa kumakambani emari kuti ishandiswe iwe uchipiwa mbereka nguva nenguva.
VerengaSwipe for the next word