Duramazwi
Zvinoreva
Kuti shewe kudavira kunoita munhukadzi, kana achidaidzwa nomunhurume.
1

Shewe izwi rinogona kushandiswa nomunhu ari kuteerera nyaya, kuratidza nyakutaura kuti aenderere zvake nenyaya yake.
2

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shewezheka
Kushewezheka kushanda nemwoyo unoda uye uchiratidza rufaro.
VerengaSwipe for the next word