KwaunobvaDuramazwiSsheya

Duramazwi · zita

sheya

Zvinoreva

Sheya imari yaunoisa kumakambani emari kuti ishandiswe iwe uchipiwa mbereka nguva nenguva.

1

Sheya imari yaunoisa kumakambani emari kuti ishandiswe iwe uchipiwa mbereka nguva nenguva.

Sheya imari yaunoisa kumakambani emari kuti ishandiswe iwe uchipiwa mbereka nguva nenguva.

Ko taigorega kufanana sei isu taisheya baba vamwechete apo madzimai edu ari masisters zvakare.

Uku ndekunoiswa masheya anenge atengwa nevanhu kana makambani kwaanoberekana.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shezha

Kuve neuso hune hasha kana kusafara.

Verenga

Swipe for the next word