Duramazwi
Zvinoreva
Kuseta kuvhara maburi anosara pachidziro chakavakwa ne-mapango, uchishandisa dhaka.
Kana uchiseta tafura unenge uchiisa zvinozoshandiswa pakudya sezvakaita ndiro nezvipinu.

Pane zvekuvaka, kuseta kutara mitsetse pasi inoratidza pachazenge pari kuzovakwa napo zvidziro zveimba.
Kuwuwa kunama kana kuseta nendove kumusana kunoitwa munhu ava kutsemuka tsemuka ganda nokuda kokuti achembera chaizvo.

Kudzura.

Kana uchiseta musoro unenge uchishandisa mushonga wevhudzi kurigadzira nesitaira yaunoda.
Zvakafanana
-nama
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03seti
set
VerengaSwipe for the next word