KwaunobvaDuramazwiSsherekete

Duramazwi · zita

sherekete

magician

Zvinoreva

Munhu ane njere pane zvaanenge achiita.

1

Munhu ane njere pane zvaanenge achiita.

Kana munhu achinzi ibasa chairo anenge ari sherekete kana kuti asina nyadzi kana hanya pakuita zvinhu zvinonyarwa kuitwa nevamwe.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shereni

Shereni imari ine uwandu hwemasendi gumi.

Verenga

Swipe for the next word