KwaunobvaDuramazwiSsadharara

Duramazwi

sadharara

Zvinoreva

Kusadharara kushandisa simba uchitsigira, kusimudza kana kusundidzira zvinodiwa simba rakawanda.

1

Ndakamusiya achisadharara kutimba mugadheni.

Kusadharara kushandisa simba uchitsigira, kusimudza kana kusundidzira zvinodiwa simba rakawanda.

Mutsedu kufamba munhu akasadharara achiita kunge anotatarika nekuda kwekuremerwa.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sadhibhi

Sadhibhi munhu anochengetedza dhibhi nokudhibbhisa mombe.

Verenga

Swipe for the next word