KwaunobvaDuramazwiKkakaritsa

Duramazwi

kakaritsa

Zvinoreva

Kukakaritsa chinhu kuchisimudza kana kuchisunda, uchitoita zvokunetseka nacho nokuti chinenge chichinyanya kurema.

1

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kakasha

Kuva wakasimba kure nenzira yeruzivo.

Verenga

Swipe for the next word