KwaunobvaDuramazwiSsendimita

Duramazwi · zita

sendimita

centimeter

Zvinoreva

kanoera mapisiro anenge achiita kunze.

Sendimita kachierwa kane urefu hwemamirimita gumi.

1

kanoera mapisiro anenge achiita kunze.

Mirimita ndekamwe chete chete kezvidi-mbu gumi zvakaenzana zvinoumba sendimita.

Sendimita kachierwa kane urefu hwemamirimita gumi.

Rura kamudziyo kakareba masendimita makumi matatu, kanoshandiswa pakueresa urefu hwezvinhu.

2

Sendimita kachierwa kane urefu hwemamirimita gumi.

Sendimita kachierwa kane urefu hwemamirimita gumi.

Rura kamudziyo kakareba masendimita makumi matatu, kanoshandiswa pakueresa urefu hwezvinhu.

Dhesimita urefu hunoita masendimita gumi.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sendipepa

Sendipepa ibepa rakaomarara uye rakakwasharara, rinoshandiswa kukwiza zvivezwa kuti zvikwenenzvereke.

Verenga

Swipe for the next word