KwaunobvaDuramazwiSsayinzi

Duramazwi · zita

sayinzi

Zvinoreva

Sayinzi ruzivo rwechokwadi chinogona kuwanikwa kana kuratidzwa, nokuongorora kana kuita zviedzwa maererano nemamiriro akaita zvinhu kana kuti mashandiro azvo.

1

Sayinzi ruzivo rwune tsananguro dzakananga noumboo hwakajeka maererano nechidzidzo chipi kana chipi zvacho.

2

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sazawani

Sazawani izita rinoshandiswa nemuroora kureva baba vemurume wake.

Verenga

Swipe for the next word