KwaunobvaDuramazwiSse

Duramazwi · chipauro

se

like · all

-gaSa-

Zvinoreva

Iri idzitsi rechirevauwandu, chinoreva kuti zvinhu zviri kutaurwa zvinosanganiswa kana kubatanidzirwa pamwe chete. Vanhu vose vaenda kuminda saka mukainda ikozvino munowana dzimba ari matongo.

1

Aka kamuti kanobereka vana varefu vanorembera, vanokwanisa kushandiswa se-mwenje.

Bhagidhi mudziyo wesimbi unoshandiswa se-chipimo chezvinhu zvakaita sembeswa.

Muumbi munhu anogona kugadzira zvinhu zvakaita se hari achishandisa ivhu rakakanywa.

2

Zvakasiyana

-ga

Zvine chekuita

Sa-

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word