KwaunobvaDuramazwiSsaimba

Duramazwi · zita

saimba

householder

samusha lasahoko la

Zvinoreva

Saimba munhurume akaroora, ava nemusha wake.

1

Saimba munhurume akaroora, ava nemusha wake.

Zvaida saimba kuunganidza huni nokukuhwidza moto kudana vanhu asi nzira dzanhasi dzakaita sefoni hadzidi samba.

Dzvito izera rokuti mukomana anenge akura, ava pedyo nokuita saimba.

Ukomana inguva yekunge munhurume asati ava saimba.

Zvakafanana

samusha la

Zvine chekuita

sahoko la

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

saina

Kana uchisaina unenge uchinyora zita rako pabepa, nekanyorero kako wega, kazhinji uchiratidza kuti unobvuma zvakanyorwapo.

Verenga

Swipe for the next word