KwaunobvaDuramazwiSsara-ara

Duramazwi

sara-ara

Zvinoreva

Kana zvinhu zvakati sara-ara zvinenge zvakaenzana-enzana, zvichinge zvakaita zvipundu zvipundu.

1

Tutombo twakanga twakaiti sara-ara pasi perwizi.

Kana zvinhu zvakati sara-ara zvinenge zvakaenzana-enzana, zvichinge zvakaita zvipundu zvipundu.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word