KwaunobvaDuramazwiSsadaguka

Duramazwi

sadaguka

Zvinoreva

Kana munhu achifamba akasadaguka, anenge akatungamidza chifuva kana dumbu mberi.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sadaira

Kusadaira kufamba munhu akatungamidza dumbu mberi.

Verenga

Swipe for the next word