KwaunobvaDuramazwiGgwangu

Duramazwi

gwangu

Zvinoreva

Kuti gwangu kuchera sezvakaita mukaka mumudziyo. uchishandisa gwaku.

1

Kuti gwangu kutora zvinhu panhu. uchibva wapedzisa zvose.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwangura

Kugwangura kutora zvinhu mumudziyo uchibva wapedza zvese.

Verenga

Swipe for the next word