Duramazwi
gwangura
-gwangudza
Duramazwi
Kugwangura kutora zvinhu mumudziyo uchibva wapedza zvese.
Kugwangura kutora zvinhu mumudziyo uchibva wapedza zvese.
Gwangura rupiza rwose muhadyana u-goisuka.
Kugwangura kupedza nhomba kana havi yokuda kudya chinhu nokutodya chinhu chacho.
Ndatogwangura vandadva nhindi yenyama yawa-ndipa.
-gwangudza
Duramazwi
01 / 03gwangwadza
Gwangwadza mukana unosara wakashama pakati pamabwe kana mapako.
VerengaSwipe for the next word