KwaunobvaDuramazwiMmhenderekedzo

Duramazwi · zita

mhenderekedzo

seashore · coast

mahombekombemakombekedzo

Zvinoreva

Iyi inzvimbo iri kumucheto kwedziva, rwizi kana gungwa kunenge kusina kunyanya kudzika. Vanenge vasati vava kugona kushambira vanotambira kumhenderekedzo dzeduhwino.

1

Iyi inzvimbo iri kumucheto kwedziva, rwizi kana gungwa kunenge kusina kunyanya kudzika. Vanenge vasati vava kugona kushambira vanotambira kumhenderekedzo dzeduhwino.

Zvakafanana

mahombekombe · makombekedzo

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhendero

Mhendero ndiko kunenge kuri kumapeto kwechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word