KwaunobvaDuramazwiMmhene

Duramazwi · zita

mhene

Zvinoreva

Mhene imhuka yakafanana nemhembwe asi iyo yakati tsvukurukei, ichifarira kugara kusina miti kune maziuswa.

1

Mhene imhuka yakafanana nemhembwe asi iyo yakati tsvukurukei, ichifarira kugara kusina miti kune maziuswa.

Vaichengetera chibage mudura rine zvipfukuto mhene Musikana akazvibatira mhene yake yaimupa mari zhinji.

Vavhimi havabvumirwe kuuraya mhene ine mwana.

Mhene chipuka chinokara nyama.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhengenuro

Muchina unodzvirira ruzha.

Verenga

Swipe for the next word