Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhendero ndiko kunenge kuri kumapeto kwechimwe chinhu.
1
Mhendero ndiko kunenge kuri kumapeto kwechimwe chinhu.
Mhendero ndiko kunenge kuri kumapeto kwechimwe chinhu.
Mhendero inzvimbo inogadzirwa mazai aamai mudumbu.
Mutumbi wechinyorwa ndezvese zvakanyorwa mukati, pakati penhanganyaya nemhendero.
2
Mhendero inzvimbo inogadzirwa mazai aamai mudumbu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhene
Mhene imhuka yakafanana nemhembwe asi iyo yakati tsvukurukei, ichifarira kugara kusina miti kune maziuswa.
VerengaSwipe for the next word