Duramazwi · zita
bhangi
bank
Duramazwi · zita
bank
Bhangi kuimba kunochengeterwa mari nokuzoipa kuvaridzi vayo kana vava kuida.
Bhangi indima diki inosaririra pakati kana munhu aresva kubatira geja.

Mabhangi arerukirwawo kuti havachaswerera kupa vanhu vazhinji mari, nharembozha yatovewo bhangi pachezvaro, rinotumira nekugashira mari.
Bhangi kuimba kunochengeterwa mari nokuzoipa kuvaridzi vayo kana vava kuida.
Bhangi indima diki inosaririra pakati kana munhu aresva kubatira geja.
Bhangi isangano rinoita bhizinesi rokutenga, kutengesa nokukweretesa mari kuvanhu nokune mamwe mabhizinesi.

Ndasvika kubhangi ndikandoshaya mari zvinhu zvangu zvichibva zvainda musango zvese.
Duramazwi
01 / 03Bhangiradheshi
Bangladesh
VerengaSwipe for the next word