KwaunobvaDuramazwiBbhan'a

Duramazwi · zita

bhan'a

Zvinoreva

Bhan'a kandima kanosiyirirwa kurimwa kapotswa negeja.

1

Kana munhu akataurira mumwe bhan'a anenge amutaurira mashoko okumutuka kana kumushora chaizvo.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word