Duramazwi · zita
bhana
ban
Duramazwi · zita
ban
Kubhana kuisa mutemo wokudzivisa munhu kuita zvimwe zvinhu. _Pandakaziva kuti itsotsi ndakamubhana kusvika paimba pangu._
Bhana ijira rinenge rakanyorwa rinoshandiswa nevanhu vanenge vachishambadza kana kuratidzira mumigwagwa kana kumadziro.

-dzivisa
Duramazwi
01 / 03bhanan'ana
thunder
VerengaSwipe for the next word