KwaunobvaDuramazwiBbhanana

Duramazwi · zita

bhanana

banana

figohobokovha

Zvinoreva

Bhanana muchero wakarebenuka, wakakombama, unowanzoita shora kana waibva, unoberekwa nomuti unonzi mubhanana, wakapfava pakudya.

1

Mukomana akati bhanana nyenyu.

Kana munhu achinzi akapfeka bhanana anenge apfeka shangu akashunika, yokurudyi iri kuruboshwe uye yokuruboshwe iri kurudyi.

Bhanana muchero wakarebenuka, wakakombama, unowanzoita shora kana waibva, unoberekwa nomuti unonzi mubhanana, wakapfava pakudya.

Zvakafanana

figo · hobo · kovha

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word