KwaunobvaDuramazwiBbhanan'ana

Duramazwi · zita

bhanan'ana

thunder

Zvinoreva

Kana kunze kwakati bhanan'ana kunenge kune zuva kana kuti mwedzi, kusina rima kana makore. Takazotanga kufamba-famba kunze kwati bhana'ana, zuva ratobuda.

Bhanan'ana kupenya nokutinhira kunonzwika kana kuchinaya.

1

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word