KwaunobvaDuramazwiBbhandeji

Duramazwi · zita

bhandeji

Zvinoreva

Kajira kekuputira ronda (bandage).

1

Kajira kekuputira ronda (bandage).

Manesi aimononora bhandeji rake kana vava kumuisa mushonga mutsva paronda.

Kana tichisitereraiza mabhandeji a- ke tinoakanda mumvura yakafashai- ra.

Kana ukapambiridza gumbo unenge warisunga uchiita zvokuritenderedza, zvikuru nebhandeji.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word