Duramazwi02 / 03bhanhireBhanhire ibhande rinopfekwa navanhu-rume rakachinjika chipfuva kubva pabendekete kusvika kune rimwe divi rechiuno, rinopfekwa kuratidza kuti munhu inhengo yekereke.Verenga→