KwaunobvaDuramazwiBbhanhire

Duramazwi · zita

bhanhire

Zvinoreva

Bhanhire ibhande rinopfekwa navanhu-rume rakachinjika chipfuva kubva pabendekete kusvika kune rimwe divi rechiuno, rinopfekwa kuratidza kuti munhu inhengo yekereke.

1

Bhanhire ihomwe dzakawanda dzakasonerwa pamwepo dzinowanzoshandiswa nemasoja.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word