Duramazwi · zita
Gotsi
back of the head, occiput
Duramazwi · zita
back of the head, occiput
Gotsi kusure kwemusoro.
Gotsi kusure kwemusoro.
Iyeyu Chengeto ndakamuti zvawakura kudai chiwanikwa asi anondipira gotsi sendine zera naye.
Murume waakarambana naye akasvikomuramwira gotsi.
Paakanzwa gotsi rake kuti chakata, akabva atendeuka zvishoma zvishoma achibva atarisana nepfuti yakamunanga mumusoro.
Gotsi munhu anobatsira nokutsigira ishe pabasa rake rokutonga.
Duramazwi
01 / 03gotsikotsi
Gotsikotsi munhu munhu akapusa zvikuru.
VerengaSwipe for the next word