Duramazwi
Zvinoreva
Kuti te kutema chinhu chinorira kana kuputsika.
1
Kuti te kutema chinhu chinorira kana kuputsika.
Nhungudzo idi-vi rengoma inoridzwa mativi ose, ri-noridzwa kuti ribudise karuzha kate-te.
Kuti te kutema chinhu chinorira kana kuputsika.
Ichi chibhururukwa chakada kuita sendege pamaumbirwo acho, chakareba chiri chite-te, chinonyanyoonekwa muuswa huri pedyo nemvura.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tebhurusipunu
Ichi chipunu chakakura zviri pakati nepakati chinoshandiswa pakudya.
VerengaSwipe for the next word