KwaunobvaDuramazwiTtazu

Duramazwi

tazu

Zvinoreva

Kuti tazu kutanha muchero kubva pana mai vawo nokukurumidza.

1

Kuti tazu tazu kuvhura maziso chaizvo munhu achiratidza kushamisika.

Kuti tazu kuzara kwedumbu zvokuzvimbirwa. Ukadya mutakura wenyemba unorara dumbu rangoti tazu.

2

3

Kuti tazu kuvhura maziso zvokushamisika.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tazu tazu

Kuti tazu tazu kuvhura maziso chaizvo munhu achiratidza kushamisika.

Verenga

Swipe for the next word