Duramazwi
tanja
-tasha
Duramazwi
Kuti tanja kugara wakachochomara, wakavhura makumbo.
Kuti tanja kugara wakachochomara, wakavhura makumbo.
Kuti tanja kugara wakachochomara, wakavhura makumbo.
Uyu munhu kana mhuka yakaonda. Kana kunze kukaoma n'ombe dzinoita rutanjatanja.
-tasha
Duramazwi
01 / 03tanjarika
Kutanjarika makumbo kuavhurisa otora chinzvimbo chikuru kwazvo sezvingaite munhu ari kudziya moto.
VerengaSwipe for the next word