KwaunobvaDuramazwiTtano

Duramazwi

tano

Zvinoreva

Iri idzitsi rechipauro rinoreva kugwinya.

1

Iri idzitsi rechipauro rinoreva kugwinya.

Munhu mutano ndeuya anenge asina zvirwere zvinomunetsa.

Kutsvikitika kuva munhu mutano, akasimba chaizvo.

Jekacheka mwana mudiki ane muviri unotaridza kuti mutano uye akanaka chaizvo pachiso.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tanya

Kuti tanya kugara munhu akavhura makumbo.

Verenga

Swipe for the next word