KwaunobvaDuramazwiTtanjarika

Duramazwi

tanjarika

Zvinoreva

Kutanjarika makumbo kuavhurisa otora chinzvimbo chikuru kwazvo sezvingaite munhu ari kudziya moto.

1

Kana munhu akakomba choto anenge akatanjarika makumbo ake pachoto zvekubva atochivharidzira.

Kutanjarika makumbo kuavhurisa otora chinzvimbo chikuru kwazvo sezvingaite munhu ari kudziya moto.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tano

Iri idzitsi rechipauro rinoreva kugwinya.

Verenga

Swipe for the next word