Duramazwi
Zvinoreva
Kutanangira.
1
Kutanangira.
Kana munhu akatukutira waya anenge aiyambuka nepasina gedhe, achiita yokutanyanga.
Kucharika kupfuura nepamusoro pechinhu uchita zvokuchisvetuka kana kutanyanga. Ukacharika makumbo avakuru unorohwa.
2
Kana munhu achiti wanditanyanga anenge achireva kuti wamusvora ukasamutora nechinhanho cheukuru hwaanahwo. Zvino wava kuda kunditanyanga mwana kana woti ini ndini ndinganosvitsa tsamba kumusikana wako.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tanyarara
Kutanyarara kumira kana kugara wakapvhura makumbo.
VerengaSwipe for the next word