KwaunobvaDuramazwiT 4

Duramazwi

Mazwi ane T.

1374 Shona headwords beginning with T, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 4 pa6

tseketeTsekete rukukwe rwasakara zvikuru.tseketsaKupfukuta.tseketsehentseketudzaKushingirira pakuita chinhu.tseketukaKutseketuka kugoneka kusuduruswa kana kumiswa zvakanaka...tsekwendeKana munhu achinzi apinda mutsekwende anenge asangana...tsembeTsembe irara chena rinosara panodzvurwa tsanga dzechibage.tsembweTsembwe indandi inenge yakaita nhete.tsemeteKana hembe yakati tsemete nemuviri inenge yakakaka muviri.tsemuKana chinhu chikati tsemu chinenge chaita mutswi mukuru...tsemukaKutsemuka kubanzuka, zvokuti rimwe bande uku rimwewo uko...tsemuraKutsemura kubanzura zvinhu kuti zvisare zviri zvitete asi...tsemwatsendamatsendemuKuti tsendemu kurova munhu nembama zvine simba.tsendemukaKana ibwe rikatsendemuka rinenge ratsemuka zvine simba...tsenduKuti tsendu kupara nyama inenge yakanamira padehwe remhuka...tsengachewtsenga mvura ichibuda masvisvinwaKana munhu achinzi anotsenga mvura ichibuda masvisvinwa...tsengeraKutsengera mwana mushonga kutanga wautswanya namazino...tsengwaTsengwa mafufu anenge asina kunyatsoputsika pakugaya...tsengwarengwaAya mabandi mabandi anosara pachibage chisina kugayiwa...tsengweTsengwe imbeswa dzinosaririra mumunda kana kwapedza...tsenhaKuti tsenha kuvata kana kugara wakatsamhira chimwe chinhu...tsenhamareclinetsenhuKuti tsenhu kusuduruka kunoita changa chakatsigirwa, kana...tsenhukaKutsenhuka kubvuma kufamba kwechinhu chinenge chakatsigirwa.tsenhuraKutsenhura kusudurusa chinhu chakatsigirwa uchiita...tsenzaTsenza chirimwa chinoberekera pasi, chinorimwa...tsenziTsenzi kapuka kanogara mumapani kane zino refu...tsepaTsepa musikana wechidiki anenge asati aroorwa.tsepeteKana zvinhu zvakati tsepete zvinenge zvakaenzana pasina...tseraKuzvonda.tsererivalrytserendendavanhu vakadairira ndokutanga kutamba.tserendendeKuti tserendende kudonha uchibva watsvedza uchidzika...tserendendekaKutserendendeka kusvedza pamawere uchidzika pasi.tsereraKutserera munhu kuita zvinhu zvinoita kuti ashoorwe...tserereKanyonge.tsetaTseta ifaibha yakapfava.tseteTsete itsvina yemunhu inobuda pekupedzeseresa paanenge...tsetsaKuita ruseko rukuru.tsetsekaKusamhazhika.tsetsenuKuti tsetsenu kugaya kana kukuya zvinhu kuti zvisare...tsetsenu tsetsenuKana munhu akati tsetsenu tsetsenu nyaya anenge aitaura...tsetsenuraKana munhu achitsetsenura nyaya anenge achirondedzera...tsetswaKuvhiya nyama nenzira yehupenyu.tseuTseu munda unorimwa nzungu kana nyimo.tseuraKutseura kutuka munhu anenge akanganisa chimwe chinhu kuti...tseyaKuti tseya kugara wakatsamira kana kuzendama pane chimwe...tseyamaKuzembera nenzira yeruzivo.tseyatseyaTseyatseya rudzi rwemuchero wemusango unobereka vana...tsi-iKuti tsi-i kumira nekukasika kwechinhu changa chichimanya...tsidigukaKana chinhu chichitsidiguka chinenge chichikwanisa...tsidzaresolvetsidzirapromisetsigaKutsiga kubatsira pakuisa chinhu chikuru chinorema...tsigiraadvocatetsigiroallusiontsigisaKutsigisa munhu kunonzi kumupa mishonga inoita kuti ashaye...tsiguKuti tsigu kubvisa chinhu chakanyura muvhu nesimba.tsikacustomarilytsika nemagariroculturetsika-tsikaKutsika-tsika kufamba-famba panzvimbo imwe zvokuzosara...tsikanisaKutsikanisa kuita zvinhu zvichiita zvhinhanho...tsikiduKuti tsikidu kubvisa chinhu chakanyura muvhu nesimba.tsikidzibugtsikinyaKuti tsikinya kufamba rwendo rurefu uchienda kunzvimbo iri...tsikinyidzaKutsikinyidza kuzvimanikidzira kupinda nepaunenge...tsikinyidzanaKana vanhu vakagara vakatsikinyidzana vanenge vagara...tsikinyuKuti tsikinyu kubvisa chinhu chakanyura muvhu nechisimba.tsikiraKutsikira kumbandidzira zvinhu kuti zvikwane mukahomwe...tsikiriTsikiri muchero unoita shora kana waibva, unoberekwa...tsikiriraKana ukatsikirira chinhu unenge waisa miviri wako kana...tsikiroTsikiro hwaro panenge pakavakwa chivakwa.tsikisapublishtsikitaKutsikita kurwa kwavanhu vachishandisa zvibhakera.tsikitsikiKuti tsikitsiki kutarisa pasi kwenguva refu kunoitwa...tsikitsiraKutsikitsira kukotamisa musoro wakatarisa pasi.tsikoTsiko mutezo wegumbo une zvigunwe, uye unotsika pasi...tsikombiTsikombi munhukadzi apfuura zera rekuroorwa asati aroorwa.tsikuTsiku kushaya zvinhu zvakakuringanira.tsikwaKana zvichinzi matsikwa nomunhu munenge mashanyirwa naye.tsikwiTsikwi rudzi rwembeva dzinogara dzakawanda uye dzinoita...tsimatsimbaTsimba kamhuka kemusango kakaita sekatsi, kane muviri une...tsimbiriraKudzvanya nenzira yesimba.tsimewelltsimwaKuti tsimwa kuvhara nekuvhura maziso uye kurereka musoro...tsimwairaKuve neuso hune hope zhinji munguva dzezuva.tsina-tsinaKana vanhu vakati tsina-tsina vanenge vachiita basa...tsinatidzaKutsinatidza kuita kuti munhu akotamise musoro wake...tsinatiraKutsinatira kumwa mvura nomuromo, munhu akakotamira...tsindeTsinde uswa hwakasimba, hunomera mubani, hunogadziriswa...tsindidzaKana uchitsindidza unenge uchikomekedzera shamwari kana...tsindidzoTsindidzo mashoko ehomekedzo, ekuti munhu asaburitse nyaya...tsindikaKutsindika munhu kumuitira zvinomurwadza mushure mukunge...tsindikidzaKutsindikidza kusvotesa munhu anenge akuitira zvakanaka.tsindikidzoSimba rinoshandiswa pakusunga.tsindikiraKana munhu akatsindikira ndiro kana chimwe chinhu anenge...tsindimaKana munhu akati tsindima anenge akafutisa kumeso nekuda...tsindimbevaTsindimbeva kapuka kakaita sembeva asi iko kane mvindi...tsindinuKana ivhu rikati tsindinu rinenge rawondomoka mushure...tsindinukaKutsindinuka kutsemuka-tsemuka kwepasi, nokuda kokutsikwa...tsindiraKurovera zvakasimba.tsineTsine kamunzwa katema, kanokura, kooma kubva muruva...tsingavein; arterytsinganoTsingano kasimbi katetetete, kane buri kune rimwe divi...tsinhaKutsinha kuisa zvinhu pedo napedo.tsinhanaKana zvinhu zvakatsinhana zvinenge zviri pedo napedo...tsinheTsinhe imbudzi inopiwa vatezvara nevakuwasha uye vakuwasha...tsinhidziraKutsinhira.tsinhiraKutsinhira kutaura mashoko anotsigira zvataurwa nemunhu...tsinhiranoTsinhirano kuimba kwevanhu vakawanda asi...tsinhoTsinho chisimbi chakaomarara chaizvo chinoroverwa zvinhu...tsinin'iniKuti tsinin'ini kuramba wakatarisa pasi nekuda kweku-ti...tsinyeTsinye kuva nechidakadaka chokuita zvinokuvadza kana...tsinzaKuuraya mhuka (sinza).tsinziniraKuramba wakavhara maziso.tsinzinyaKunge usingaoni.tsinzinyiraKana munhu achitsinzinyira pakutaura anenge achitaura...tsinzinziKuti tsinzinzi kuvhara maziso.tsipiKuti tsipi kuzvitora semunhu wamangamanga asi zvisiri izvo...tsipikaKutsipika kuita zvinodiwa nomweya weafa, kuti ufare.tsiraTsira ihove huru chaizvo, ine ruvara rwemengo yaibva.tsiramaKuzenzera mheremhere.tsireTsire mutambo wokumira nomusoro.tsirikitiKuti tsirikiti kubata chinhu nenzira yokuchijanhukira...tsirikitidzaKutsirikitidza kubata mhuka kana munhu asingafungiri, kuti...tsiroTsikidzi.tsiruheifertsitiTsiti chimhodzi chakada kufanana neshushururu...tsitoMatsito.tsitsaKutsitsa kuisa chinorema pamusoro pechimwe chinhu. Tsitsa...tsitsicompassiontsitsinhiraKutsitsinhira kuita makomba makomba, zvinokonzera...tsitsitiraKana uchitsitsitira chinhu unenge wakachifukidzira...tsitsiva tsitsivaKuti tsitsiva tsitsiva kufamba uchiita kunge kudzedzereka...tsitsivaraKutsitsivara kufamba kwemunhu akasenga zvinorema chaizvo...tsiuKuti tsiu kuyambira munhu maererano nezvakaipa...tsiudzaKurayira munhu kuitira kuti asadzokore mhosva.tsiudzoTsiudzo mashoko aunoudzwa nemunhu achiitira kuti uregedze...tsiukaKana chakavanzika chatsiuka chinenge chabuda pache-na.tsivasubstitutetsivameiKuti tsivamei kumbobatwa nehope zvishoma munhu ozosvinura...tsivararaKuti tsivarara kuvata nedumbu wakatarisa pasi, uye...tsividzaavengeTsivoTsivo chidawo chavanhu vanoira sikarudzi yemukadzi.tsiyaKuti tsiya kuvhara mwena kana gomba rinenge riri pasi.tsiyeeyebrowtsiye nyoroKana munhu akanzi ane tsiye nyoro anenge asingatani...tsiyoInzwi rinoshandiswa kureva kurinhira.tso tso tsoKuti tso tso tso kuramba uchipakira zvinhu mukati mechinhu...tsodzaKutsodza kubuda kunoita hukwana muzai.tsodzoMhodzi dzinodyiwa dzeuswa dzekare.tsokafoottsokeKuti tsoke kuisa zvinhu mune chimwe chinhu, uchingoramba...TsokomonkeytsokodaKutsokoda mashizha efodya kumakuya kuti aburitse bute.tsokodzeraKana mukatsokodzera nyaya munenge maitaura kwenguva...tsokonyedzaKutsokonyedza kumanikidza chinhu kuti chipinde...tsokonyoraKubvisa mhodzi dzanga dziri kumberi kwechibage (to shell...tsokotedzaKutsokotedza chinhu kuchiviga muuswa hwakahwanda uye...tsokotora [-pokotora]Kutsokotora kupukuta neruoko zvine simba.tsokotsaKana uchitsokotsa unenge uri kubaya-baya panhu...tsomboTsombo muromo webadza mukuru, mutsva kana kuti usati...tsomeTsome irairo ine ungwaru inopiwa nevanhu vakuru, kazhinji...tsomhoTsomho katemo kanoshandiswa pakutamba doro remidzi-mu kana...tsomoTsomo muchero unoti kana waibva wotsvuka, une muto...tsondaKana uchitsonda unenge uchitswanya-tswanya chimwe chinhu.tsondokotaKutsondokota kurova munhu nezvibhakera zvakanyanya.tsondoraKutsondora kunzwa usimbe hwokuita chimwe chinhu.tsongaKutsonga kuva muduku pamuturu asi iwe wava nemakore...tsongoKuti tsongo kudonhera mberi usu hwakatarisa pasi.tsononeedletsonyekedzaKutsonyekedza kubvanyangura zvinhu kana kuita kuti zvinhu...tsonyombodzaKutsonyombodza kubata vamwe nenzira isina kunaka, asi iwe...tsonyomboraKutsonyombora kutaura zvakawanda zvekutsoropodza mumwe...tsonzaKutsonza kuita zvinhu zvishoma-shoma.tsonzoTsonzo inzvimbo inenge ichizikanirwa zvimwe zvinhu...tsoraKutsora kubvisa nhengo dzinogadzira urume pamhuka honho.tsoriTsori munhu anotsvaga ruzivo pamusoro pomuvengi wake asi...tsoroTsoro mutambo unotambwa nemabwe kana zvimwewo zvinhu...tsorokotodhiyo kawaya kainobaya napo ndiro yemumhanzi kuti irire.tsoropodzacriticizetsoropodziTsoropodzi munhu anoongorora kana kutsvaga pakanganiswa...tsoropodzocondemnationtsororoKuti tsororo kuduruka kwezvinhu zvakaita mvura, zvichiita...tsoteTsote imhuka isingabereki.tsotitsotsaKutsotsa kubira vanhu zvinhu zvavo, dzimwe nguva uchii-ta...tsotsicriminaltsotsonhoTsotsonho katemo kadiki kanoratidzika semwedzi wagara...tsotsonyoTsotsonyo chizimbe chemoto chinonhamuka kubva muchoto...tsotsoraKana munhu achitsotsora huni yakaoma ine mashizha anenge...tsotsotaKutsotsota kufamba kwemunhu kana mhuka ichikasira chaizvo...tsuduguKuti tsudugu kubvisa chinhu pachinenge chakaomera.tsuduguraKutsudugura kubvisa chinhu chinorema kana chinenge...tsudzaKana munhu achinzi aita tsudza anenge ashingirira pane...tsugunuKuti tsugunu kubvisa chinhu chakanyura muvhu nechisimba.tsukuKuti tsuku kubvisa chinhu chinorema chaizvo panzvimbo...tsuku tsukuKuti tsuku tsuku kuedza kubvisa chinhu chakabatira...tsukuduraKutsukudura kudzura chinhu changa chakabatira muvhu.tsukunuKuti tsukunu kupesana kwemabhonzo omuviri.tsukunukaKutsukunuka kuminyuka kana kushodoka kweruoko kana gumbo.tsukunuraKana munhu achitsukunura chikwama anenge achichivhura kuti...tsukunyikaKutsukunyika kubviswa kwechinhu pane imwe nzvimbo nokuiswa...tsukunyuKuti tsukunyu kusvudzunuka kwechinhu changa chakaomarara...tsukunyukaKana chinhu chinorema chikatsukunyuka chinenge chasundwa...tsukupinyaTsukupinya mutambo unoitwa nevana wekumira nemusoro.tsukuraKutsukura kupa mwana kana murwere bota wakamubata mhuno.tsukutaKutsukuta kubvisa makoto kana marara echirimwa nenzira...tsukutanaKana vanhu vachitsukutana vanenge varwisana vachiita...tsukutsaKutsukutsa kusundira chinhu kumativi uchidzosa kwauri kuti...tsumaKana muchero uchitsuma unenge uchivavira pakuudya.tsumhi tsumhiKuti tsumhi tsumhi kufamba kwemunhu kana mhuka isingatsiki...tsumoproverbtsumwaKuti tsumwa kugutsurira musoro kunoita munhu anenge...tsumwaira[-tsimwaira, -tsomwaira] Kutsumwaira kuvhara maziso...tsunarunwaTsunarunwa chibhururukwa chinenge mhashu, chine ruvara...tsungadeterminedtsungararaKana munhu akatsungarara anenge aine uso hunoratidza...tsungareMuchechi yeHwisiri tsungare chikwata chevatenderi...tsungiriraenduretsungoInzwi rinoshandiswa kureva kusimba.tsunguMunyato.tsungununuTsungununu chisvosve chidukuduku chitema chinoruma...tsunguroTsunguro isefa inoshandiswa pakusvina hwahwa kuti hubve...tsunhukaKutsunhuka kuregedzeka kwebvundo retambo yambenge...tsuniriraKana munhu akupa zvinhu achiita zvekutsunirira anenge...tsununguriraKana uchitsunungurira unenge uchidya uchiita zvishoma...tsununuTsununu munhu anonyima zvikuru asingapi nhando zvaanenge...tsunyaKutsunya kudzvinyirira ganda zvinorwadza, uchishandisa...tsunyiraKutsunyira kutora zvinhu uchiita zvishoma zvishoma uchida...tsunzuTsunzu ndepanenge pakazvimba pakaomarara mukati kana munhu...tsuraMhuka yesango ine nzeve hombe (rabbit/shuro).tsuramiraKutsuramira kunwa wakaisa muromo mukati mechaunge uchimwira.tsuriTsuri ipembe, kazhinji yakagadzirwa netsanga.tsurobunnytsuruTsuru inyika isina munhu anogara mairi.tsurukaKutsuruka kubva kwavanhu vose munzvimbo, zvokuti nzvimbo...tsurundundikaKutsurundundika kuwa, wobva woita zvokukunguruka, uchibva...tsurundunduKuti tsurundundu kuwa uchikungurukira kwakadzika-га.tsurwaKuve neuso hune shungu.tsutsoChishuzho.tsutsumwaKutsutsumwa kutaridza kusafarira zvinenge zvichiitwa...tsutsururuKuti tsutsururu kukweva chinhu chinosiya chapara-para pasi.tsutsutaKuti tsutsuta kubata zvakasimba chaunenge unacho mumaoko.tsutsutidzaKutsutsutidza kupushira-pushira kana kuzora-zora madhaka...tsutsutiraKutsutsutira kukweshera chinhu pasi kana pane chimwe. Huku...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store