KwaunobvaDuramazwiT 2

Duramazwi

Mazwi ane T.

1374 Shona headwords beginning with T, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa6

tededeKuti tedede kunyura mumvura uchibva wadzika pasi pasi.tedegu tedeguKuti tedegu tedegu kufamba wakaisa dumbu kana chifuva mberi.tedegukaKana uchitedeguka unenge uchifamba wakaisa chifuva kana...tedzaKukonzera kutsvedza pamatombo kana pasi.tedzemukaKutsvedza kwekukasika kuitira kuwa.teedzaKana munhu achinzi anoteedza anenge ari munhu anorarama...teedzeraKuita chimwe chinhu nenzira yekutevedza mufambiro wemumwe.teenedzaKuteenedza kuita kuti chinhu chakaita setambo...teenekaKuteeneka kutambatamba kunoita chinhu chakaita setambo...teenesaKuteenesa kuita kuti chinhu chakasimikwa pasi zvakasimba...teerafollowteererahearkentefaflexibletefeKana chinhu chichiti tefe chinenge chakapfava zvokuti...tefenyekaKudzadzanyika kwekukasika.tefeteraKutefetera kudhefuka zvinyoro-nyoro kunoita chinhu...tefuKuti tefu kutefetera kunoita chinhu chakaita se-mubhedha.tefu tefuKana mubhedha uchiti tefu tefu unenge wakanyorovera uye...tefuraKutefura kupa vanhu chikafu chakawanda zvikuru.tegaKugadzirira kuita chinhu.tegedukaKana ndiro ikategeduka inenge yarovera zvekubva pendi...tegemuKuti tegemu kurova nechibhakera zvakasimba.tegemuraKutegemura kurova mumwe nechibhakera zvine simba.tekaBonongwe.teka tekaKuti teka teka kufamba kokutamburira, komunhu akatakura...tekaiKuti tekai kufamba wakaomesa makumbo.tekaidzaKutekaidza kutakura mutoro unorema mumaoko.tekairaKana uchitekaira unenge uchifamba makumbo achinge akaoma...tekeKuti teke kuchera mvura mumugomo nechimbichimbi.tekedzaKurekedza kuita ruzha uchishevedzera zvisina kana netsika.tekedzaraKana uchitekedzara unenge uchiita ruzha zvisina kana...tekenuKuti tekenu kuputsa kana kutsemura chinhu mushure mekunge...tekenuraKutekenura kurovera nekukwatura mudziyo wemumba wakaita...tekenyaoperatetekenye tekenyeKuti tekenye tekenye kufamba kunoita honye.tekenyekaKana chinhu chitekenyeka chinenge chichitamba-tamba kana...tekerekaKana uchitekereka unenge uchifamba dumbu riri mberi.tekereraKutekerera kugadza manhanga akawanda pamoto.tekerereKuti tekerere kuzvimba kumativi kwechinhu chinenge...tekesaKutekesa kukwazisa munhu anenge achipfuura pasina...tekeshaKutekesha kurova zvinhu zvinoputsika, kusvika zvaita...tekesheKuti tekeshe kufara zvisina hanya kana unhu.tekeshedzaKutekeshedza kubika kudya kwakawanda.tekeshenaTekeshena munhu ane muviri wakakura chaizvo.tekesheraKana zvinhu zvakatekeshera zvinenge zvakawanda zvichizadza...tekeshuKuti tekeshu kurova zvinorwadza, zvichikuvadza zvikuru.tekeshuraKutekeshura kurova zvinorwadza nokukuvadza nhengo yarohwa.teketedzaKuteketedza kupfanya-pfanya muchero uchida kuona kana...teketeraKana muchero uchiteketera unenge uchifovera mukati kana...teketesaKuteketesa kutaura uchibuda pachena pane zvaunoziva kana...teketsekaKuteketseka kufamba uchinge unoremerwa nedumbu, sezvinoita...Tekiturkeytekisitaxitemachoptema temaKana vanhu vachinzi vakati tema tema vanenge...tembaKutemba kuvimba nomumwe munhu kana chimwewo chinhu kuti...temba tembaKuti temba temba kusimudza chinhu chinorema kunenge...tembarariZvinoitwa panguva yakatarwa zvichipera.tembedzaKutembedza kutakura zvinorema zvakarembera, mumwe akabata...tembenuKuti tembenu kutambanudza chinhu changa chakapetwa.temberaKugarisana nenzira yedare ruzivo.temberetempletemberitempletembirichatemperatureTemboTembo mutupo wevanhu vanoera mbizi.Tembo MbiziTembo Mbizi chidao chevaera Mbizi yekwaMazvimbakupa.tembukaKutembuka kudzika pakati kwechinhu chakaita setambo.temeraKana munhu akatemera mumwe munhu nyora anenge amucheka...temereraKutemerera heji kuicheka uchiirova-rova kuitira kuti...temerwaKutemerwa nyora kuiswa tumitsara kana turunyoro nereza...temhaKutemha muriwo kana mazhizha omuti kuabvisa padzinde.teminasiterminustemutermtemuraKana uchitemura unenge uchidya sadza risina usavi.temuzaKutemuza kutanga wafudza mombe kuti igosisa kana woikama.tenaMunyaya dzekuimba tena izwi rechirume rinenge rakakwirira...tendabelievetendafutuTendafutu rudzi rwematemisi matema ane pasi patete uye...tendaibelievetendetenttendedzeraKutendedzera kubvumirana nezvose zvose usingarevesi.tendekabelievabletendekesheKuti tendekeshe kugara munhu achiratidza kugadzikana...tenderaallowtenderanoconsensustendereKuti tendere kuzeya uchipoterera uri panzvimbo imwe chete.tenderedzaencircletenderekaNhenderekwa.tendereracirculartenderera-tendereraKutenderera-tenderera kudzokorora kufamba panzvimbo imwe...tenderereKana munhu akati tenderere anenge abva panzvimbo obva...tenderuKuti tenderu kukurumidza kutarisa kumashure kwawaka...tendesekaKuva nechokwadi.tendeudzaKutendeudza kuita kuti chinhu chitarise kune rimwe divi.tendeukaturnaroundtendeusatendeutsaKutendeutsa munhu kana chimwe chinhutendezhereKuti tendezhere kuwira mumvura iwe usigadi.teneneKuti tenene kugara usina hanya namagariro awakaita.tenengaKuti tenenga kumira munhu akatambanudzira maoko ose...tenesitennisteneti5. Teneti chipfeko chakafara chinopfekwa nemunhukadzi ane...tengabuytenga tengaKuti tenga tenga kusimudza chinhu chinorema kwavanhu...tengamaKana zuva ratengama rinenge rakwira rava pamusoro penyika...tenganaKana vanhu vachinzi vakatengana vanenge vakabhadharana...tenganyikaTenganyika inzvimbo yakakura chaizvo yekurima.tengekaKana zvinhu zvichinzi zvinotengeka zvinenge zviine mutengo...tengenengeTengenenge inzvimbo yakareburuka yakakomberedzwa nemakomo.tengeraKutengera munhu chinhu kubudisa mari yako uchichitenga...tengesaselltengiTengi mudziyo uri pachimwe chinhu kana kuti wakagara wega...tenhaKana uchitenha zvipfuyo unenge uchizvifambisa...tenheKuti tenhe kuzungunusa mukoko kana davi rakamomoterwa...tenhedzaKutenhedza kuita kuti chinhu chakaita setambo...tenheraKana uchitenhera n'ombe unenge uchidzivharira mudanga.tenhesaKana munhu akatenhesa mumwe anenge amudzimbira paakakuvara.tenhudzaKutenhudza chinhu kuchiisa pakakwirira kuitira kuti...tenhukiraKutenhukira kure-rekera divi kunoita chinhu chinenge...tenisheniTenisheni kusungika kana kuregedzeka kwechinhu.tenisitennistenuKuti tenu kukona nokukasira uchidzokera kwawabva.tenyeraKana jongwe richitenyera rinenge rakagara pamusoro...tenzaKutenza kupa munhu mazano akashata iye achifunga kuti uri...TenziLordtepeKuti tepe kurembedza chinhu, zvokuti chinosara chichitamba...tepenuKuti tepenu kusimudza jira kana bepa nyoro rakanamirira...tepfuIzwi rinoreva kuteta.tepifaucettepuPombi inovhura mvura nenzira yekutendeudza kapeka mukanwa.tepu-tepuKana munhu murefu achifamba achiti tepu-tepu ane-nge...tepukaKana waya ichitepuka inenge ichitamba-tamba, yazununguswa.tepukiraKana chinhu chichi nzi chakatepukira chinenge...teratailorteramalevelterebvaraKana musana wakaterebvara unenge wakapinda mukati zvekuita...teregiramutelegramterekaKutereka kuisa poto kana chimwe chinhu pamoto.teremuKana chinhu chati teremu chinenge chatsudunuka pachanga...teremukaKuteremuka kutsvedza pamawere, kana kuti panhu panonetsa...teremutsaKana uchiteremutsa chinhu unenge uchiita kuti chiwire...tereriniTererini isiketi ine mamino mamino akawanda, yakamboita...tererwaTererwa ishiri yakakura zviri pakati nepakati, nhema ine...teresikoputelescopeterevhizhenitelevisionterezeraKuterezera kumbozorora muchifurwa nemhepo, mushure mokunge...teriweptteruKuti teru kufamba kunoita chinhu chasundidzirwa chichienda...tesheKuti teshe kungogara pasi, munhu asina kana basa raari...testamendetestamenttesvaKutesva kurodzera kana kuveza chinhu kuti muromo wacho...tesva tesvaKuti tesva tesva kufamba kwemunhu mutete murefu achiita...tesvaidzaKutesvaidza kudzidzisa mwana kufamba uchiita zvishoma...tesveraKana chinhu chakatesvera chinenge chine muromo wakatetepa...tetaKana huku ichiteta pasi inenge ichipara pasi...teteaunttetedzaKunyengetedza.teteguruTateguru (sekuru vaambuya).tetekeraKana uchitetekera unenge uchiterera zvaunoudzwa, mwoyo uri...tetembaKana munhu atetemba anenge asvika pakuona nekunzwisisa...tetemberaKana munhu achitetembera anenge achitaura nhunha dzake...tetenaKutetena kudya chikafu chakaomarara, uchiita zvokubanda.teteneraKana uchitetenera unenge uchidya sadza nenzungu, kana...tetenuKuti tetenu kudya zvinhu zvakaoma, uchiita zvokubanda.tetenuraKutetenura kubvisa zvinenge zvakafusira chimwe chinhu kuti...tetepaslenderteteraKana ukatetera hari moto unenge waswededza moto pane hari...tetereKuti tetere kutiza kana kuenda zvachose kwemunhu kana...teteredzaKuteteredza munhu kumusundidzira nechisimba uchisiya ave...teterekaKana munhu akatetereka, anenge abva pamusha achingoenda...tetereraKana uchiteterera unenge uchikumbira nemoyo wese...teterereKuti teterere kubva kwemunhu pamusha achitadza kuzoonekwa...teteresaKana huku ichiteteresa inenge ichipara pasi ichitsvaka...tetetekaKana munhu achiteteteka anenge achibvunda zvikuru, nokuda...tetezaKana uchidya chikafu uchiteteza, unenge uchichidya...tetsuKuti tetsu kuridza mhere inonzwika chero neanenge ari kure.tetsuraKana munhu akatetsura mhere anenge achema nenzwi riri...tetsvaidzaKutetsvaidza kungofambisa munhu zvisina chinangwa.tetsvairaKana uchitetsvaira unenge uchifamba usina chinangwa.tetuKuti tetu kupara pasi nemakumbo, sezvinoita huku.tetu tetuKuti tetu tetu kupara-para pasi kunoita huku ichitsvaga...teuKudurura mvura kana chimwe nemasimba.teu teuKana ziya richiti teu teu rinenge richiyerera rakawanda...teukaKuteukira kunze kwekukasika kwechinhu chemvura.teuraspillteva tevaKuti teva teva kufamba nenhanho pfupi.teveTeve chikamu chaunopiwa kuti ushande mumunda.tevedzaKana uchitevedza nzira unenge uchifamba nemairi, kana...tevedzeracomplytevenuKuti tevenu kunyorovesa zvinhu nokuzvinyika mumvura.teverasubsequenttevereraKuteverera kuramba uchiendawo kwose kwaenda mumwe iwe...tewaKana muti uchitewa unenge uchikura zvikuru, zvinoyevyedza.teweGavakava.teyasetoutteyaidzaKuteyaidza kuita kuti munhu afambe nenhanho pfupi.tezaKuteza kudya kunoita mhuka, ichisiya pasisina chinhu...tezukaKutezuka kuita tsvina kazhinji kwemwana mudiki.tezvarafather-in-lawtheatretheatersthemometaThemometa kamudziyo kanoshandiswa kupima tembiricha.thiyeta*Thiyeta imba inovhiyirwa vanhu iri muzvipatara.thiyoriThiyori ipfungwa yakadzama inoedza kutsanangura mamiriro...ti-sayti ti tiKuti ti ti ti kuisa zvinhu zvakawanda panzvimbo imwe chete.tibaKuti tiba kuwa nemberi kana nekumeso.tibiduKuti tibidu kusimuka kunoita ivhu kana zviya uchirima...tibikaKutibika kuvanziridza chinhu nokuchivharira pasi.tibikiraKutibikira kuvharwa muviri wese nejira.tibikirwaKana munhu akatibikirwa anenge avharirwa pamwe panhu asina...tibitsiraKana uchitibitsira munyu muusavi, unenge uchiisa wakawanda.tibizuraKutibizura kusakura asi usinganyanyi kunyudza muromo...tibuKuti tibu kusimuka kunoita huruva ichienda mudenga.tibukaKana huruva ichitibuka inenge ichibva pasi ichisimuka...tiburaKutibura huruva kuisimudza yakawanda, sezvingaitwa nebhazi...tibvingaKutibvinga kumona sadza, kuti rinyatsobatana.tibvinyaKana uchitibvinya unenge uchibata-bata muchero, uchida...tibvuKuti tibvu kukava chinhu chakapfava, sebhora risana mweya...tibvuraKana uchitibvura bhora unenge uchirikava risina mweya...tibwinyaKutibwinya kupfurafura kunoita nhengo yemuviri inorwadza.tidiburaKutidibura kusimudzwa kunoitwa ivhu negeja.tidiga tidigaKuti tidiga tidiga kufamba zvine simba kunoitwa nemunhu...tifuKuti tifu kuburitsa zvawadya nekumuromo.tigaKuvhara mukanwa nenzira yehusvinu.tiga tigaKuti tiga tiga kufamba zvine mutsindo.tigairaKana munhu achitigaira anenge achifamba zvine simba...tigashireKana munhu achiti tigashire anenge achichingamidza munhu...tigiduraKana uchitigidura unenge uchitimba zvine simba panenge...tigimuKuti tigimu kukavira chimwe chinhu kure newe.tiiteatiibhiiTiibhii ihosha inowanzo-bata vanhu mumapapu kana...tiipotiteapottiivhiitelevisiontikacrackerstikairaMunhu anotikaira anenge achifarira kugara achingofamba...tikiTiringindi.tiki tikiKuti tiki tiki kupinda kunoita chinhu chakaomarara...tikibvuKuti tikibvu kugumha mumwe negokora, watsamwa kana kuti...tikidaKana uchitikida unenge uchifamba nhano yakareba netsoka.tikidzaKana uchitikidza unenge uchichera pasi nechidodoma.tikinyaKana ukarikinya chimwe chinhu unenge wachibaya nerumuti...tikishikaKutikishika kufamba kunoita munhu ane muviri mukuru.tikishudzaKana uchitikishudza unenge uchichera pasi pakaoma kuti...tikititickettikiti [tiketi]Tikiti kapepa kanenge kakanyorwa zvawabhadharira mari uye...tikitidzaKana uchitikitidza unenge uchibaya pakanyororvera...tikitiraKutikitira kubuda mvura inovavira mumuviri nekuda...tikizhizhiKuti tikizhizhi kutsveta mwana pasi uchingoita zvokukanda.timbaKana uchitimba pasi unenge uchipachera uchishandisa badza.timbinuKuti timbinu kunyudza badza muvhu, uchiita sounovhukunura.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store